The Book of Genesis 4: 2, 8-10
49:2 | Unganai pamwe chete muteerere, haiwa vanakomana vaJakobho. Teerera Israeri, baba vako. |
49:8 | Judha, hama dzako dzichakurumbidza. Ruoko rwako ruchava pamitsipa yavavengi vako; vanakomana vababa vako vachakuremekedza. |
49:9 | Judha mwana weshumba. Makwira kundopamba;, Mwanakomana wangu. Pakuzorora, wakavata seshumba. Uye seshumbakadzi, ndiani aizomumutsa? |
49:10 | Tsvimbo youshe kuna Judha nomubati pachidya chake hazvingabviswi, kusvikira iye anotumwa asvika, uye uchava tariro yevahedheni. |
Leave a Reply
Unofanira kuva akapinda kutumira mhinduro.