The Book of Revelations 11: 19, 12: -1, 6
11:19 | Zvino tembere yaMwari yakazarurwa kudenga;. Zvino areka yeTestamente yake yakaonekwa mutemberi yake. Zvino kwakava nemheni nemanzwi nekutinhira, nokudengenyeka kwenyika, nechimvuramabwe chikuru. |
12:1 | Uye chiratidzo chikuru chakaonekwa kudenga: mukadzi akapfeka zuva, uye mwedzi wakanga uri pasi petsoka dzake, nepamusoro wake pakange pane korona yenyeredzi gumi nembiri. |
12:6 | Mukadzi akatizira kurenje, pakanga pakagadzirirwa nzvimbo naMwari, kuti vaifudze panzvimbo iyo mazuva ane chiuru chimwe namazana maviri namakumi matanhatu. |
Leave a Reply
Unofanira kuva akapinda kutumira mhinduro.